Genesis 37:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mumŋe murume wakamuwana acidzuŋgaira musaŋgo; murume akamubvunza, akati: Unotȿakeiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
mumwe murume akamuwana achidzungaira musango uye akamubvunza akati, “Uri kutsvakeiko?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo mumwe murume akaona Josefi achipukaira musango. Murume uyu akati, “Uri kutsvakei?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mumwe murume akamuwana achidzungaira musango; murume akamubvunza, akati, “Unotsvakeiko?”
Shona 2009?
Zvino mumwe murume akamuwana achidzungaira musango; murume akamubvunza, akati, "Unotsvakeiko?"
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mumwe murume akamuwana achidzungaira musango; murume akamubvunza, akati, “Unotsvakeiko?”