Genesis 37:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akati: Ndinotȿaka ʋakoma ʋaŋgu; ɗondiʋudza hako kwaʋanofudza makwai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye akapindura akati, “Ndiri kutsvaka madzikoma angu. Mungandiudzawo kwavanofudzira makwai avo here?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Josefi akati, “Ndiri kutsvaka vakoma vangu vari kufudza zvipfuwo. Ko mungandiudzewo kwavari here?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akati, “Ndinotsvaka vakoma vangu; dondiudza hako kwavanofudza makwai.”
Shona 2009?
Iye akati, "Ndinotsvaka vakoma vangu; dondiudza hako kwavanofudza makwai. "
Shona SUB 2002 Bible
Iye akati, “Ndinotsvaka vakoma vangu; dondiudza hako kwavanofudza makwai.”