Genesis 37:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Murume akati: Ʋabva pano, nokuti ndakaʋanzwa ʋaciti: Ŋgatiende Dotani. Josefa akateʋera ʋakoma ʋake, akandoʋawana paDotani.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Murume uya akati, “Vabva pano, ndavanzwa vachiti, ‘Ngatiendei kuDhotani.’ ” Saka Josefa akatevera madzikoma ake uye akandovawana pedyo neDhotani.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Murume uyu ndokuti, “Vakabva pano, nokuti ndakavanzwa vachiti, ‘Ngatiendei kuDhotani.’ ” Josefi akatevera vakoma vake ikoko akandovawanira kuDhotani.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Murume akati, “Vabva pano, nokuti ndakavanzwa vachiti, ‘Ngatiende Dhotani.’ ” Josefa akatevera vakoma vake, akandovawana paDhotani.
Shona 2009?
Murume akati, "Vabva pano, no­kuti ndakavanzwa vachiti, `Ngatiende Dhotani.' " Josefa akatevera vakoma vake, akandovawana paDhotani.
Shona SUB 2002 Bible
Murume akati, “Vabva pano, nokuti ndakavanzwa vachiti, ‘Ngatiende Dhotani.’ ” Josefa akatevera vakoma vake, akandovawana paDhotani.