Genesis 37:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rubeni akaɀinzwa, akamurwira mumaʋoko aʋo, akati: Ŋgatirege kumuʋuraya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rubheni akati anzwa izvi, akaedza kumununura kubva mumaoko avo. Akati, “Ngatiregei kumuuraya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rubheni paakazvinzwa, akanunura Josefi mumaoko avo achiti, “Ngatiregei kumuuraya.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rubheni akazvinzwa, akamurwira mumaoko avo, akati, “Ngatirege kumuuraya.”
Shona 2009?
Rubheni akazvinzwa, akamurwira mumaoko avo, akati, "Ngatirege kumuu­raya."
Shona SUB 2002 Bible
Rubheni akazvinzwa, akamurwira mumaoko avo, akati, “Ngatirege kumuuraya.”