Genesis 37:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Juda akati kuʋana ʋaɓaɓa ʋake: Tiŋgawaneiko kana tikaʋuraya munuŋuna weɗu ticiʋanza ropa rake?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Judha akati kuhama dzake, “Tichawaneiko kana tikauraya munun'una wedu uye tikafushira ropa rake?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino Judha akati, kuvakoma navanun'una vake, “Kuuraya munun'una wedu, tichizoramba mhosva yacho kunobatsireiko?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Judha akati kuvana vababa vake, “Tingawaneiko kana tikauraya mun'una wedu tichivanza ropa rake?
Shona 2009?
Zvino Judha akati kuvana vababa vake, "Tinga­waneiko kana tikauraya munun'una wedu tichivanza ropa rake?
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Judha akati kuvana vababa vake, “Tingawaneiko kana tikauraya munun'una wedu tichivanza ropa rake?