Genesis 37:30 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akadzokera kuʋanuŋuna ʋake, akati: Mŋana haaci’po; ini ɀino ndicaendepiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akadzokerazve kuvanun'una vake akati, “Mukomana haasisimo! Zvino ndichaendepiko?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akadzokera kuvanun'una vake, ndokusvikoti, “Vakomana, inga mwana haasisimo mugomba. Zvino ini ndinoenda kupiko ini!”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akadzokera kuvanunguna vake, akati, “Mwana haachipo; ini zvino ndichaendepiko?”
Shona 2009?
Akadzokera kuvanun'una vake, akati, "Mwana haa­chipo; ini zvino ndichaendepiko?"
Shona SUB 2002 Bible
Akadzokera kuvanun'una vake, akati, “Mwana haachipo; ini zvino ndichaendepiko?”