Genesis 38:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Neŋguʋa iyo Juda wakabva kuʋana ʋaɓaɓa ʋake, akaɓuruka, akatsaukira kunomumŋe murume muAdurami, wainzi Hira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Panguva iyoyo, Judha akabva kuhama dzake akaburuka akandogara nomurume wokuAdhurama ainzi Hira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Panguva iyoyo Judha akasiya vakoma navanun'una vake akaenda kuno mumwe murume ainzi Hira wechiAdhuramu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nenguva iyoyo Judha akabva kuvana vababa vake, akaburuka, akatsaukira kuno mumwe murume muAdhuramu, ainzi Hira.
Shona 2009?
Nenguva iyoyo Judha akabva kuvana vababa vake, akaburuka, akatsaukira kuno mumwe murume muAdhuramu, ainzi Hira.
Shona SUB 2002 Bible
Nenguva iyoyo Judha akabva kuvana vababa vake, akaburuka, akatsaukira kuno mumwe murume muAdhuramu, ainzi Hira.