Genesis 38:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tamari akaʋudzwa, ɀicinzi: Tarira ɓaɓa ʋomurume wako ʋanokwira Timna kundoʋeʋura makwai aʋo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tamari akati audzwa kuti, “Vatezvara vako vari kuenda kuTimina kuti vandoveura makwai avo,”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzoti Tamari audzwa kuti, “Vatezvara vako vachaenda kuTimina kundoveura hwai dzavo,”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tamari akaudzwa, zvichinzi, “Tarira baba vomurume wako vanokwira Timuna kundoveura makwai avo”;
Shona 2009?
Tamari akaudzwa, zvichinzi, "Tarira baba vomurume wako vanokwira Timuna kundoveura makwai avo";
Shona SUB 2002 Bible
Tamari akaudzwa, zvichinzi, “Tarira baba vomurume wako vanokwira Timuna kundoveura makwai avo”;