Genesis 38:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Juda wakati acimuʋona, akati cifeʋe, nokuti wakaŋga afukidza ciso cake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Judha akati amuona, akafunga kuti chifeve, nokuti akanga akafukidza uso hwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Judha akaona Tamari akafunga kuti zvimwe ipfambi zvayo nokuti akanga akazvifukidza uso.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Judha akati achimuona, akati chifeve, nokuti akanga afukidza chiso chake.
Shona 2009?
Zvino Judha akati achimuona, akati chifeve, nokuti akanga afukidza chiso chake.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Judha akati achimuona, akati chifeve, nokuti akanga afukidza chiso chake.