Genesis 38:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati: Ndicakutumira mbudzana inobva kuɀipfuwo ɀaŋgu. Akati: Ucandipa ruɓatso kuȿikira waituma here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye akati, “Ndingakupa mbudzana kubva muboka rangu rembudzi.” Iye akati, “Ungandipa chimwe chinhu here kuti chive chitsidzo kusvikira wazonditumira?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Judha ndokuti, “Ndichasarudza mbudzana pazvipfuwo zvangu ndigokutumira.” Tamari ndokuti, “Ndipei chandinofanobata kudzamara maitumira.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati, “Ndichakutumira mbudzana inobva kuzvipfuwo zvangu.” Akati, “Uchandipa rubatso kusvikira waituma here?”
Shona 2009?
Akati, "Ndichakutumira mbudzana inobva kuzvipfuwo zvangu." Akati, "Uchandipa rubatso kusvikira waituma here?"
Shona SUB 2002 Bible
Akati, “Ndichakutumira mbudzana inobva kuzvipfuwo zvangu.” Akati, “Uchandipa rubatso kusvikira waituma here?”