Genesis 38:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akadzokera kunaJuda, akati: Handina‐kumuwana; naʋanhu ʋoko ʋakati: Kwakaŋga kusinecifeʋe pano.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka iye akadzokerazve kuna Judha akandoti, “Handina kumuwana. Pamusoro paizvozvo, vanhu vanogara ikoko vakati, ‘Hakuna kumbova nechifeve kuno.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hira akadzokera kuna Judha akasvikoti, “Handina kuiona, uye vanhu vokowo vati hakugari pfambi uku.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akadzokera kuna Judha, akati, “Handina kumuwana; navanhu voko vakati, ‘Kwakanga kusina chifeve pano.’ ”
Shona 2009?
Akadzokera kuna Judha, akati, "Handina kumuwana; navanhu voko vakati, `Kwakanga kusina chifeve pano.' "
Shona SUB 2002 Bible
Akadzokera kuna Judha, akati, “Handina kumuwana; navanhu voko vakati, ‘Kwakanga kusina chifeve pano.’ ”