Genesis 38:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Juda akati: Ŋgaaɀitore hake, kuti tirege kunyadziswa; tarira, ndatuma mbudzana iyi, iwe ukasamuwana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Judha akati, “Regai achengete zvaanazvo, kuti arege kuzova chiseko. Zvakadaro ndanga ndamutumira mbudzana iyi, asi hauna kugona kumuwana.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Judha ndokubva ati, “Ngaasva agara zvake nazvo, zvingatinyadzise izvi. Tarisa uone ndatumira mbudzana asi iwe wasvikomushaya.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Judha akati, “Ngaazvitore hake, kuti tirege kunyadziswa; tarira ndatuma mbudzana iyi, iwe ukasamuwana.”
Shona 2009?
Ipapo Judha akati, "Ngaazvitore hake, kuti tirege kunyadziswa; tarira ndatuma mbudzana iyi, iwe ukasamuwana. "
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Judha akati, “Ngaazvitore hake, kuti tirege kunyadziswa; tarira ndatuma mbudzana iyi, iwe ukasamuwana.”