Genesis 38:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mŋedzi ineŋge mitatu yakati yapfuʋura, Juda akaʋudzwa, ɀicinzi: Tamari, mukadzi womŋanakomana wako, wakaita ʋupombge; waʋa nemimba noʋupombge bgake. Juda akati: Ʋuyai naye, apiswe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shure kwemwedzi inenge mitatu, Judha akaudzwa kuti, “Muroora wako Tamari ane mhosva youfeve, uye nokuda kwaizvozvo ava nemimba.” Judha akati, “Mubudisei apiswe afe!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzoti kwapera mwedzi inenge mitatu, Judha akaudzwa kuti, “Muroora wako Tamari akaita upombwe, atova napamuviri paakabata muunzenza ihwohwo.” Judha akati, “Uyai naye apiswe afe.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mwedzi inenge mitatu yakati yapfuura, Judha akaudzwa, zvichinzi, “Tamari, mukadzi womwanakomana wako, akaita upombwe; wava nemimba noupombwe hwake.” Judha akati, “Uyai naye, apiswe.”
Shona 2009?
Zvino mwedzi inenge mitatu yakati yapfuura, Judha akaudzwa, zvichinzi, "Tamari, mukadzi womwanakomana wako, akaita upombwe; wava nemimba noupombwe hwake." Judha akati, "Uyai naye, apiswe."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mwedzi inenge mitatu yakati yapfuura, Judha akaudzwa, zvichinzi, “Tamari, mukadzi womwanakomana wako, akaita upombwe; wava nemimba noupombwe hwake.” Judha akati, “Uyai naye, apiswe.”