Genesis 38:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Juda akaɀiziʋa, akati: Iye wakarurama kukunde’ni, nokuti handina‐kumupa Shera, mŋanakomana waŋgu. Haana‐kuzomuziʋa ɀe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Judha akazviziva uye akati, “Iye akarurama kupfuura ini, sezvo ndanga ndisingadi kumupa kumwanakomana wangu Shera.” Uye haana kuzovata naye zvakare.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Judha akaziva zvinhu zvake zviye akati, “Tamari haana mhosva. Ini ndini ndine mhosva. Handina kuzoti Shera mwana wangu amutore.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Judha akazviziva, akati, “Iye wakarurama kukunda ini, nokuti handina kumupa Shera, mwanakomana wangu.” Haana kuzomuzivazve.
Shona 2009?
Judha akazviziva, akati, "Iye wakarurama kukunda ini, nokuti handina kumupa Shera, mwanako­mana wangu." Haana kuzomuzivazve.
Shona SUB 2002 Bible
Judha akazviziva, akati, “Iye wakarurama kukunda ini, nokuti handina kumupa Shera, mwanakomana wangu.” Haana kuzomuzivazve.