Genesis 38:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi Eri, ɗaŋgwe raJuda, wakaŋga ari munhu wakaipa pamberi paJehova; Jehova akamuʋuraya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Eri, dangwe raJudha, akanga akaipa pamberi paJehovha, saka Jehovha akamuuraya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi pana Tenzi, Eru dangwe raJudha rakanga rakaipa mwoyo, saka Tenzi akabva amuuraya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi dangwe raJudha, akanga ari munhu akaipa pamberi paJehovha; Jehovha akamuuraya.
Shona 2009?
Asi dangwe raJudha, akanga ari munhu akaipa pamberi paJehovha; Jehovha akamuuraya.
Shona SUB 2002 Bible
Asi dangwe raJudha, akanga ari munhu akaipa pamberi paJehovha; Jehovha akamuuraya.