Genesis 38:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Onani wakaziʋa kuti ʋana aʋo haʋaŋgaʋi ʋake; naiɀoɀo wakati kana opinda kumukadzi womukoma wake, worashira mbeu pasi, kuti arege kupa mukoma wake ʋana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Onani akaziva kuti vana havaizova vake; saka pose paaivata nomukadzi womukoma wake, aiteurira mbeu pasi kuti arege kuberekera mukoma wake vana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Onani akaziva kuti vana vaizoberekwa havaizonzi ndevake. Saka aiti kana osangana naTamari, aidururira simba rake pasi kuti arege kuberekera mukoma wake vana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Onani akaziva kuti vana avo havangavi vake; naizvozvo wakati kana opinda kumukadzi womukoma wake, orasira mbeu pasi, kuti arege kupa mukoma wake vana.
Shona 2009?
Zvino Onani akaziva kuti vana avo havangavi vake; naizvozvo wakati kana opinda kumukadzi womu­koma wake, orasira mbeu pasi, kuti arege kupa mukoma wake vana.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Onani akaziva kuti vana avo havangavi vake; naizvozvo wakati kana opinda kumukadzi womukoma wake, orasira mbeu pasi, kuti arege kupa mukoma wake vana.