Genesis 39:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
neŋguʋa iyo akapinda mumba kuti aɓate‐ɓasa rake; makaŋga musinaʋamŋe ʋarume ʋeimba imomo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rimwe zuva akapinda mumba kuti andoita mabasa ake, uye kwakanga kusina mumwe wavashandi vomumba aivamo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mumwe musi Josefi akapinda mumba achindoita basa rake, vamwe varanda vakanga vasimo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nenguva iyoyo akapinda mumba kuti abate basa rake; makanga musina vamwe varume veimba imomo.
Shona 2009?
nenguva iyoyo akapinda mumba kuti abate basa rake; makanga musina vamwe varume veimba imomo.
Shona SUB 2002 Bible
nenguva iyoyo akapinda mumba kuti abate basa rake; makanga musina vamwe varume veimba imomo.