Genesis 39:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakati aciʋona kuti wasiya ŋguʋo yake muruʋoko rwake, atiza, aenda,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati aona kuti asiya jasi rake muruoko rwake uye kuti akanga abuda kunze kwemba,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mudzimai uyu paakaona kuti Josefi apukunyura akasiya hanzu yake muruoko rwake achitizira panze,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akati achiona kuti asiya nguo yake muruoko rwake, atiza, aenda,
Shona 2009?
Zvino akati achiona kuti asiya nguvo yake muruoko rwake, atiza, aenda,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akati achiona kuti asiya nguo yake muruoko rwake, atiza, aenda,