Genesis 39:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakati acinzwa kuti ndinoɗanidzirisa ndiciridza mhere, akasiya ŋguʋo yake neni, akatiza, akaɓuɗa panze.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Paanzwa ndoridza mhere kuti ndibatsirwe, abva asiya jasi rake pandiri ndokutizira kunze kwemba.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvaanzwa mhere yandaridza asiya hanzu yake akabva atizira panze.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akati achinzwa kuti ndinodanidzirisa ndichiridza mhere, akasiya nguo yake neni, akatiza, akabuda panze.”
Shona 2009?
Zvino akati achi­nzwa kuti ndinodanidzirisa ndichiridza mhere, akasiya nguvo yake neni, akatiza, akabuda panze."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akati achinzwa kuti ndinodanidzirisa ndichiridza mhere, akasiya nguo yake neni, akatiza, akabuda panze.”