Genesis 39:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaceŋgeta ŋguʋo yake kuȿikira tenzi wake acipinda mumba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akachengeta jasi rake parutivi pake kusvikira tenzi wake auya kumba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mudzimai uyu akachengeta hanzu yaJosefi kusvikira tenzi wake vadzokera kumba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akachengeta nguo yake kusvikira tenzi wake achipinda mumba.
Shona 2009?
Akachengeta nguvo yake kusvikira tenzi wake achipinda mumba.
Shona SUB 2002 Bible
Akachengeta nguo yake kusvikira tenzi wake achipinda mumba.