Genesis 39:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akataura kwaari mashoko iwayo akati: Muranda muHeberu wawakaisa pakati peɗu, wakaʋuya kwandiri kuti andiɗaɗire.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akamutaurira nyaya iyi akati, “Uya muranda wechiHebheru wamakauyisa kwatiri akauya kwandiri kuti azondidadira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akamutaurira kuti, “Muranda uyu wechiHebheru wamakatiunzira pano, auya kuzondivirimira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akataura kwaari mashoko iwayo akati, “Muranda muHebheru awakaisa pakati pedu, akauya kwandiri kuti andidadire.
Shona 2009?
Akataura kwaari mashoko iwayo akati, "Muranda muHebheru wawakaisa pakati pedu, akauya kwandiri kuti andidadire.
Shona SUB 2002 Bible
Akataura kwaari mashoko iwayo akati, “Muranda muHebheru awakaisa pakati pedu, akauya kwandiri kuti andidadire.