Genesis 39:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndikaɗanidzirisa, ndikaridza mhere, akasiya ŋguʋo yake neni, akatizira panze.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi pandangoridza mhere kuti ndibatsirwe, akabva asiya jasi rake pandiri ndokutizira kunze kwemba.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi pandaridza mhere abva asiya hanzu yake akatizira panze.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndikadanidzirisa, ndikaridza mhere, akasiya nguo yake neni, akatizira panze.”
Shona 2009?
Ndikadanidzirisa, ndikaridza mhere, akasiya nguvo yake neni, akatizira panze."
Shona SUB 2002 Bible
Ndikadanidzirisa, ndikaridza mhere, akasiya nguo yake neni, akatizira panze.”