Genesis 39:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tenzi wake wakati acinzwa mashoko aakaʋudzwa nomukadzi wake, aciti: Ndiɀo ɀandakaitirwa nomuranda wako, hasha dzake dzikamuka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tenzi wake akati anzwa nyaya yaakaudzwa nomukadzi wake achiti, “Izvi ndizvo zvandakaitirwa nomuranda wako,” akavira nehasha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi wake akatsamwa zvikuru paakanzwa zvakataurwa achiti, “Ndizvo zvandakaitirwa nomuranda wenyuka izvi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tenzi wake akati achinzwa mashoko aakaudzwa nomukadzi wake, achiti, “Ndizvo zvandaitirwa nomuranda wako,” hasha dzake dzikamuka.
Shona 2009?
Tenzi wake akati achinzwa mashoko aakaudzwa nomukadzi wake, achiti, "Ndizvo zvandaitirwa nomuranda wako," hasha dzake dzikamuka.
Shona SUB 2002 Bible
Tenzi wake akati achinzwa mashoko aakaudzwa nomukadzi wake, achiti, “Ndizvo zvandaitirwa nomuranda wako,” hasha dzake dzikamuka.