Genesis 39:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino shure kwaiɀoɀo mukadzi watenzi wake wakatarira Josefa, akati: Ʋata neni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye shure kwechinguva mukadzi watenzi wake akatarira Josefa ndokubva ati kwaari, “Uya uzovata neni!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Gare gare mudzimai waPotifari akachiva Josefi, akamukumbira kuti aite chakaipa naye.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino shure kwaizvozvo mukadzi watenzi wake akatarira Josefa, akati, “Vata neni.”
Shona 2009?
Zvino shure kwaizvozvo mukadzi watenzi wake akatarira Josefa, akati, "Vata neni."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino shure kwaizvozvo mukadzi watenzi wake akatarira Josefa, akati, “Vata neni.”