Genesis 4:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati: Waiteiko? Inzwi reropa romunuŋuna wako rinoɗanidzira kwandiri panyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akati, “Waiteiko? Inzwa! Ropa romunun'una wako riri kudanidzira kwandiri richibva muvhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari akati, “Ko izvozvi uri kuti waiteiko? Ropa romunun'una wako radeukira pasi, riri kuchema kwandiri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati, “Waiteiko? Izwi reropa romun'una wako rinodaidzira kwandiri panyika.
Shona 2009?
Akati, "Waiteiko? Inzwi reropa romunun'una wako rinodaidzira kwandiri panyika.
Shona SUB 2002 Bible
Akati, “Waiteiko? Izwi reropa romunun'una wako rinodaidzira kwandiri panyika.