Genesis 4:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino watukwa, wadziŋgwa panyika, iyo yakashamisa muromo wayo kugamucira ropa romunuŋuna wako paruʋoko rwako;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino watukwa uye wadzingwa panyika yazarura muromo wayo kuti imedze ropa romunun'una wako kubva paruoko rwako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chinzwa, wapinda rushambwa rwokudzingwa munyika ino yashama muromo wayo ikanwa ropa romunun'una wako rawadeura, iyewe noruoko rwako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino watukwa, wadzingwa panyika, iyo yakashamisa muromo wayo kugamuchira ropa romun'una wako paruoko rwako;
Shona 2009?
Zvino watukwa, wadzingwa panyika, iyo yakashamisa muromo wayo kugamuchira ropa romunun'una wako paruoko rwako;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino watukwa, wadzingwa panyika, iyo yakashamisa muromo wayo kugamuchira ropa romunun'una wako paruoko rwako;