Genesis 4:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Kaini akati kunaJehova: Kurobga kwaŋgu kukuru, handiŋgakutakuri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kaini akati kuna Jehovha, “Kurangwa kwangu kunopfuura zvandinokwanisa kutakura.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kaini akapindura Tenzi achiti, “Chirango chamanditemera chakanyanya kukura zvokuti handikwanisi kuchitakura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Kaini akati kuna Jehovha, “Kurohwa kwangu kukuru, handingakutakuri.
Shona 2009?
Ipapo Kaini akati kuna Jehovha, "Kurohwa kwangu kukuru, handingakutakuri.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Kaini akati kuna Jehovha, “Kurohwa kwangu kukuru, handingakutakuri.