Genesis 4:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kaini akaziʋa mukadzi wake, akatora mimba, akapona Enoki; akaʋaka guta, akatumidza guta zita romŋanakomana wake Enoki.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kaini akarara nomukadzi wake, akava nemimba akamuberekera Enoki. Ipapo Kaini akanga achivaka guta, uye akaritumidza zita romwanakomana wake Enoki.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kaini akasangana nomudzimai wake. Mudzimai wake akabva ava napamuviri ndokubereka Enoki. Akavaka guta akaritumidza zita romwana wake rokuti Enoki.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kaini akaziva mukadzi wake, akatora mimba, akapona Enoki; akavaka guta, akatumidza guta zita romwanakomana wake Enoki.
Shona 2009?
Kaini akaziva mukadzi wake, akatora mimba, akapona Enoki; akavaka guta, akatumidza guta zita romwanakomana wake Enoki.
Shona SUB 2002 Bible
Kaini akaziva mukadzi wake, akatora mimba, akapona Inoki; akavaka guta, akatumidza guta zita romwanakomana wake Inoki.