Genesis 4:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rameki akawana ʋakadzi ʋaʋiri, zita romumŋe rainzi Ada, zita romumŋe rainzi Zira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rameki akawana vakadzi vaviri, mumwe ainzi Adha uye mumwe ainzi Zira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rameki aiva navakadzi vaviri, mumwe ainzi Adha mumwe achinzi Zira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rameki akawana vakadzi vaviri, zita romumwe rainzi Adha, zita romumwe rainzi Zira.
Shona 2009?
Rameki akawana vakadzi vaviri, zita romumwe rainzi Adha, zita romumwe rainzi Zira.
Shona SUB 2002 Bible
Rameki akawana vakadzi vaviri, zita romumwe rainzi Adha, zita romumwe rainzi Zira.