Genesis 4:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Zita romunuŋuna wake raiʋa Jubari; iye waiʋa ɓaɓa ʋaʋose ʋanoridza mbira nenyere.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zita romunun'una wake rainzi Jubhari; akanga ari baba wavose vanoridza rudimbwa nenyere.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munun'una wake ainzi Jubhari, ndiye akatanga kuridza madimbwa nenyere.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zita romun'una wake raiva Jubhari; iye waiva baba vavose vanoridza mbira nenyere.
Shona 2009?
Zita romunun'una wake raiva Jubhari; iye waiva baba vavose vanoridza mbira nenyere.
Shona SUB 2002 Bible
Zita romunun'una wake raiva Jubhari; iye waiva baba vavose vanoridza mbira nenyere.