Genesis 4:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi Kaini necipiriso cake haana‐kucigamucira. Ipapo Kaini akatsamŋa kwaɀo, ciso cake cikawunyana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
asi Kaini nechipiriso chake haana kumugamuchira. Saka Kaini akatsamwa zvikuru, uye chiso chake chikaunyana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi haana kufadzwa naKaini kana nomupiro wake. Kaini akatsamwa zvikuru akafundumwara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi Kaini nechipiriso chake haana kumugamuchira. Ipapo Kaini akatsamwa kwazvo, chiso chake chikaunyana.
Shona 2009?
asi Kaini nechipiriso chake haana kumugamuchira. Ipapo Kaini aka­tsamwa kwazvo, chiso chake chikau­nyana.
Shona SUB 2002 Bible
asi Kaini nechipiriso chake haana kumugamuchira. Ipapo Kaini akatsamwa kwazvo, chiso chake chikaunyana.