Genesis 4:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Jehova akati kunaKaini. Uripiko Aberi, munuŋuna wako? Iye akati: Handiziʋi; ndini mufudzi womunuŋuna waŋgu kanhi?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Jehovha akati kuna Kaini, “Aripiko munun'una wako Abheri?” Iye akati, “Handizivi. Ko, ndini muchengeti womunun'una wangu here?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari akazobvunza Kaini achiti, “Ko munun'una wako, Abhero aripiko?” Kaini akati, “Handizivi. Ko ndini muchengeti womunun'una wangu here?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Jehovha akati kuna Kaini, “Arikupiko Abhero, mun'una wako?” Iye akati, “Handizivi, ndini mufudzi womun'una wangu here?”
Shona 2009?
Ipapo Jehovha akati kuna Kaini, "Arikupiko Abhero, munun'una wako?" Iye akati, "Handizivi, ndini mufudzi womunun'una wangu here?"
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Jehovha akati kuna Kaini, “Ari kupiko Abhero, munun'una wako?” Iye akati, “Handizivi, ndini mufudzi womunun'una wangu here?”