Genesis 40:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Josefa akati kwaari: Kuɗudzirwa kwadzo ndiko: Mataʋi matatu mazuʋa matatu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Josefa akati kwavari, “Uku ndiko kududzirwa kwadzo. Matavi matatu ndiwo mazuva matatu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Josefi akamuti, “Hezvinoi zvadzinoreva: Mapazi matatu anoreva mazuva matatu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Josefa akati kwaari, “Kududzirwa kwadzo ndiko: Matavi matatu mazuva matatu;
Shona 2009?
Josefa akati kwaari, "Kududzirwa kwadzo ndiko: Matavi matatu mazuva matatu;
Shona SUB 2002 Bible
Josefa akati kwaari, “Kududzirwa kwadzo ndiko: Matavi matatu mazuva matatu;