Genesis 40:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Josefa akapindura, akati. Kuɗudzirwa kwadzo ndiko: Tswanda nhatu mazuʋa matatu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Josefa akati, “Uku ndiko kududzirwa kwazvo. Matengu matatu ndiwo mazuva matatu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Josefi ndokupindura achiti, “Izvi ndizvo zvinoreva hope dzenyu: Tswanda nhatu dzinoreva mazuva matatu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Josefa akapindura, akati, “Kududzirwa kwadzo ndiko: Tswanda nhatu mazuva matatu;
Shona 2009?
Ipapo Josefa akapindura, akati, "Kududzirwa kwadzo ndiko: Tswanda nhatu mazuva matatu;
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Josefa akapindura, akati, “Kududzirwa kwadzo ndiko: Tswanda nhatu mazuva matatu;