Genesis 40:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
mazuʋa matatu agere kupera, Farao ucasimudza musoro wako akaubvisa pamsoro pako, akusuŋgirire pamuti; shiri dzicadya nyama yako, dziciibvisa kwauri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mukati mamazuva matatu, Faro achasimudza musoro wako uye agokuturika pamuti. Uye shiri dzichadya nyama yako.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana mazuva matatu apera, Farao achatonga mhosva yenyu, agokusungirirai mumuti shiri dzichizodya mutumbi wenyu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
mazuva matatu agere kupera, Farao achasimudza musoro wako akaubvisa pamusoro pako, akusungirire pamuti; shiri dzichadya nyama yako dzichiibvisa kwauri.”
Shona 2009?
mazuva matatu agere kupera, Farao achasimudza musoro wako akaubvisa pamusoro pako, akusu­ngirire pamuti; shiri dzichadya nyama yako dzichiibvisa kwauri."
Shona SUB 2002 Bible
mazuva matatu agere kupera, Farao achasimudza musoro wako akaubvisa pamusoro pako, akusungirire pamuti; shiri dzichadya nyama yako dzichiibvisa kwauri.”