Genesis 40:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akabvunza ʋaranda ʋaFarao ʋakaŋga ʋaceŋgetwa pamŋe cete naye mumba matenzi wake, akati: Nhasi makashuwa neiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka akabvunza varanda vaFaro vakanga vari muchitokisi naye mumba matenzi wake akati, “Seiko nhasi zviso zvenyu zvichipunyaira kudai?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akabvunza vashandi vaFarao ava vaiva mujeri pamwechete naye muimba yatenzi wake achiti, “Ko nhasi uno zviso zvenyu zvakati hurududu kusuwa seiko?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akabvunza varanda vaFarao vakanga vachengetwa pamwechete naye mumba matenzi wake, akati, “Nhasi makasuwa neiko?”
Shona 2009?
Akabvunza varanda vaFarao vakanga vachengetwa pamwechete naye mumba matenzi wake, akati, "Nhasi makasuwa neiko?"
Shona SUB 2002 Bible
Akabvunza varanda vaFarao vakanga vachengetwa pamwechete naye mumba matenzi wake, akati, “Nhasi makasuwa neiko?”