Genesis 40:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakati kwaari: Tarota hope, asi hakunomunhu unogona kudziɗudzira. Josefa akati kwaʋari: Kuɗudzira hakuzi kwaMŋari here — Ƌondirondedzerai henyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakapindura vakati, “Tose tiri vaviri tarota hope, asi hakuna munhu angadzidudzira.” Ipapo Josefa akati kwavari, “Ko, kududzira hakuzi kwaMwari here? Ndiudzei kurota kwenyu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakamuti, “Tarota hope dzedu, asi tashaya munhu anogona kudzidudzira.” Josefi ndokuti kwavari, “Ko handiti kududzira hope ndokwaMwari here? Dondirondedzerai henyu ndinzwe.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakati kwaari, “Tarota hope, asi hakuna munhu anogona kudzidudzira.” Josefa akati kwavari, “Kududzira hakuzi kwaMwari here? Dondirondedzerai henyu.”
Shona 2009?
Vakati kwaari, "Tarota hope, asi hakuna munhu anogona kudzidudzira." Josefa akati kwavari, "Kududzira hakuzi kwaMwari here? Dondirondedzerai henyu."
Shona SUB 2002 Bible
Vakati kwaari, “Tarota hope, asi hakuna munhu anogona kudzidudzira.” Josefa akati kwavari, “Kududzira hakuzi kwaMwari here? Dondirondedzerai henyu.”