Genesis 40:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mukuru waʋaɗiri akarondedzera kurota kwake kunaJosefa, akati kwaari: Pakurota kwaŋgu ndakaʋona muzambiriŋga pamberi paŋgu; pamuzambiriŋga pakaŋga panamataʋi matatu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka mudiri mukuru akataurira Josefa kurota kwake. Akati kwaari, “Mukurota kwangu ndaona muzambiringa pamberi pangu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo mukuru mukuru wokuona nezvewaini akarondedzera Josefi hope dzake achiti, “Ndarota ndichiona mugirepisi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mukuru wavadiri akarondedzera kurota kwake kuna Josefa, akati, kwaari, “Pakurota kwangu ndakaona muzambiringa pamberi pangu; pamuzambiringa pakanga pana matavi matatu;
Shona 2009?
Zvino mukuru wavadiri akarondedzera kurota kwake kuna Josefa, akati, kwaari, "Pakurota kwangu ndakaona muzambiringa pamberi pangu; pamuzambiringa pakanga pana matavi matatu;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mukuru wavadiri akarondedzera kurota kwake kuna Josefa, akati, kwaari, “Pakurota kwangu ndakaona muzambiringa pamberi pangu; pamuzambiringa pakanga pana matavi matatu;