Genesis 41:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀikazoitika seɀaakatiɗudzira; ini ndikadzoserwa kuɓasa raŋgu, asi iye wakasuŋgirirwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye zvinhu zvakaitika chaizvo sezvaakadudzira kwatiri: Ini ndakadzoserwa pabasa rangu, uye mumwe murume uye akasungirirwa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvose zvaakadudzira, ndizvo zvakazoitika kwatiri. Ini ndakadzorerwa pabasa rangu, mubiki akasungirirwa akafa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvikazoitika sezvaakatidudzira; ini ndakadzoserwa kubasa rangu, asi iye akasungirirwa.”
Shona 2009?
Zvikazoitika sezvaakatidudzira; ini ndakadzoserwa kubasa rangu, asi iye akasungirirwa."
Shona SUB 2002 Bible
Zvikazoitika sezvaakatidudzira; ini ndakadzoserwa kubasa rangu, asi iye akasungirirwa.”