Genesis 41:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Farao akati kunaJosefa: Ndarota hope, asi hakunomunhu unogona kundiɗudzira idzo; ɀino ndanzwa kuti iwe, kana wanzwa kurota, unogona kuɀiɗudzira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Faro akati kuna Josefa, “Ndakarota hope, uye hakuna munhu akagona kudzidudzira. Asi ndanzwa zvarehwa nezvako kuti paunonzwa kurota uku, unogona kukududzira.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Farao akataura kuna Josefi achiti, “Ndakarota hope, asi hakuna munhu agona kudzidudzira. Zvino ndanzwa nezvako zvichinzi kana munhu akakurondedzera hope dzake, iwe unogona kudzidudzira.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Farao akati kuna Josefa, “Ndarota hope, asi hakuna munhu anogona kundidudzira idzo; zvino ndanzwa kuti iwe, kana wanzwa kurota, unogona kuzvidudzira.”
Shona 2009?
Farao akati kuna Josefa, "Ndarota hope, asi hakuna munhu ano­gona kundidudzira idzo; zvino ndanzwa kuti iwe, kana wanzwa kurota, unogona kuzvidudzira. "
Shona SUB 2002 Bible
Farao akati kuna Josefa, “Ndarota hope, asi hakuna munhu anogona kundidudzira idzo; zvino ndanzwa kuti iwe, kana wanzwa kurota, unogona kuzvidudzira.”