Genesis 41:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ndikaʋona murwizi muciɓuɗa mhou nomŋe, dzakaŋga dzakakora, dzakanaka; dzikafura pakati penhokwe;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
ipapo ndikaona mhou nomwe dzichibuda murwizi, dzakakora uye dzakanaka, uye dzikafura pakati petsanga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
ndikaona murwizi muchibuda mhou nomwe dzakanaka, dzakakora dzichifura zvadzo mutsanga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ndikaona murwizi muchibuda mhou nomwe, dzakanga dzakakora, dzakanaka; dzikafura pakati penhokwe;
Shona 2009?
ndikaona murwizi muchibuda mhou nomwe, dzakanga dzakakora, dzakanaka; dzikafura pakati penhokwe;
Shona SUB 2002 Bible
ndikaona murwizi muchibuda mhou nomwe, dzakanga dzakakora, dzakanaka; dzikafura pakati penhokwe;
Recommended Reading