Genesis 41:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ndikaʋona ɀe dzimŋe mhou nomŋe dzicikwira shure kwadzo dzinenzara, dzakaipa kwaɀo, dzakawonda, handina‐kumboʋona dzakaipa dzakaɗai panyika yose yeEgipita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shure kwadzo, dzimwe mhou nomwe dzakabuda, dzine nzara uye dzakashata uye dzakaonda. Handisati ndamboona mhou dzakaipa kudai munyika yose yeIjipiti.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwakazobudazve dzimwe mhou nomwe, dzakaondoroka, zvokusara dzava marangwanda chaiwo zvandisati ndamboona munyika yeIjipiti yose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ndikaonazve dzimwe mhou nomwe dzichikwira shure kwadzo dzine nzara, dzakaipa kwazvo, dzakaonda, handina kumboona dzakaipa dzakadai panyika yose yeIjipiti.
Shona 2009?
ndikaonazve dzimwe mhou nomwe dzichikwira shure kwadzo dzine nzara, dzakaipa kwazvo, dzakaonda, handina kumboona dzakaipa dzakadai panyika yose yeIjipiti.
Shona SUB 2002 Bible
ndikaonazve dzimwe mhou nomwe dzichikwira shure kwadzo dzine nzara, dzakaipa kwazvo, dzakaonda, handina kumboona dzakaipa dzakadai panyika yose yeIjipiti.
Recommended Reading