Genesis 41:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaʋona mhou nomŋe dzicikwira dziciɓuɗa murwizi, dzakaŋga dzakanaka, dzakakora; dzikafura pakati penhokwe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye mhou nomwe dzakanga dzakanaka, dzakakora, dzakabuda murwizi dzikafura pakati petsanga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
achiona mhou nomwe dzemombe dzakanaka, dzakakora dzichibuda murwizi, dzichindofura mutsanga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaona mhou nomwe dzichikwira dzichibuda murwizi, dzakanga dzakanaka, dzakakora; dzichifura pakati penhokwe.
Shona 2009?
Akaona mhou nomwe dzichikwira dzichibuda murwizi, dzakanga dzakanaka, dzakakora; dzichifura pakati penhokwe.
Shona SUB 2002 Bible
Akaona mhou nomwe dzichikwira dzichibuda murwizi, dzakanga dzakanaka, dzakakora; dzichifura pakati penhokwe.