Genesis 41:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
dzakat dzadzidya, hadzina‐kutoŋgozikanwa kuti dzadzidya; asi dzakaŋga dzakaŋgoipa sapakutaŋga. Ɀino ndikapepuka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi kunyange zvazvo dzakadzidya, hakuna munhu aigona kuona kuti dzakanga dzaita izvozvo; dzaingoratidzika kushata sezvadzakanga dzakaita kare. Ipapo ndakapepuka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi dzakasara dziya padzakadzidya hakuna aigona kuzviona kuti dzadya dzimwe nokuti dzakaramba dzakangoondoroka sapakutanga paya. Pakarepo ndakapepuka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
dzakati dzadzidya, hadzina kutongozikanwa kuti dzadzidya; asi dzakanga dzakangoipa sapakutanga. Zvino ndikapepuka.
Shona 2009?
dzakati dzadzidya, hadzina kutongozikamwa kuti dzadzidya; asi dzakanga dzakangoipa sapakutanga. Zvino ndikapepuka.
Shona SUB 2002 Bible
dzakati dzadzidya, hadzina kutongozikanwa kuti dzadzidya; asi dzakanga dzakangoipa sapakutanga. Zvino ndikapepuka.