Genesis 41:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hura idzo dzakatetepa dzikamedza hura nomŋe dzakanaka; ndikaʋudza ŋaŋga, asi kwakaŋga kusinomunhu wakagona kundiɗudzira iɀoɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hura dziya dzakaonda dzakamedza dziya hura nomwe dzakanga dzakanaka. Ndakaudza n'anga izvi, asi hakuna akagona kunditsanangurira.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hura nhete dzakamedza hura nomwe dziya dzakanga dzakasvika. Ndakarondedzera kun'anga hope dzangu, asi hakuna kana imwechete yadzo yakagona kudzidudzira.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hura idzodzo dzakatetepa dzikamedza hura nomwe dzakanaka; ndikaudza n'anga, asi kwakanga kusina munhu akagona kundidudzira izvozvo.”
Shona 2009?
Hura idzodzo dzakatetepa dzikamedza hura nomwe dzakanaka; ndikaudza n'anga, asi kwakanga kusina munhu akagona kundidudzira izvozvo."
Shona SUB 2002 Bible
Hura idzodzo dzakatetepa dzikamedza hura nomwe dzakanaka; ndikaudza n'anga, asi kwakanga kusina munhu akagona kundidudzira izvozvo.”
Recommended Reading