Genesis 41:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Josefa akati kunaFarao: Kurota kwaFarao ndokumŋe; iɀo Mŋari ɀaanoɗa kuita, ndiɀo ɀaakaziʋisa Farao.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Josefa akati kuna Faro, “Kurota kwaFaro ndokumwe uye kwakafanana. Mwari akaratidza kuna Faro zvinhu zvaava kuda kuita.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo Josefi akati kuna Farao, “Changamire, hope dzenyu dziri mbiri dziri kunanga chinhu chimwechete. Mwari akuratidzai imi Farao zvaava kuda kuita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Josefa akati kuna Farao, “Kurota kwaFarao ndokumwe; izvo Mwari zvaanoda kuita, ndizvo zvaakazivisa Farao.
Shona 2009?
Ipapo Josefa akati kuna Farao, "Kurota kwaFarao ndokumwe; izvo Mwari zvaanoda kuita, ndizvo zvaakazi­visa Farao.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Josefa akati kuna Farao, “Kurota kwaFarao ndokumwe; izvo Mwari zvaanoda kuita, ndizvo zvaakazivisa Farao.