Genesis 41:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarirai, kunoʋuya makore manomŋe amaguta kwaɀo panyika yose yeEgipita;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makore manomwe amaguta makuru ari kuuya munyika yose yeIjipiti,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuri kuuya makore manomwe emaguta chaiwoiwo munyika yose yeIjipiti.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarirai, kunouya makore manomwe amaguta kwazvo panyika yose yeIjipiti;
Shona 2009?
Tarirai, ku­nouya makore manomwe amaguta kwa­zvo panyika yose yeIjipiti;
Shona SUB 2002 Bible
Tarirai, kunouya makore manomwe amaguta kwazvo panyika yose yeIjipiti;