Genesis 41:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino akaʋona dzimŋe mhou nomŋe dzicikwira mashure madzo, dzicibva murwizi, dzakaŋga dzakaipa, dzakawonda; dzikamira nedzimŋe mhou pamhenderekedzo yorwizi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shure kwadzo, dzimwe mhou nomwe, dzakanga dzakashata uye dzakaonda, dzakabuda muNairi, dzikamira parutivi rwedziya dzaiva kumahombekombe orwizi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akaonazve dzimwe mhou nomwe dzakaipa, dzakaonda dzichibudawo murwizi, dzikandomira paiva nedzimwe mhou dziya dzakanaka pamahombekombe erwizi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akaona dzimwe mhou nomwe dzichikwira mashure madzo, dzichibva murwizi, dzakanga dzakaipa, dzakaonda; dzikamira nedzimwe mhou pamhenderekedzo yorwizi.
Shona 2009?
Zvino akaona dzimwe mhou nomwe dzichikwira mashure madzo, dzichibva murwizi, dzakanga dzakaipa, dzakaonda; dzikamira nedzimwe mhou pamhenderekedzo yorwizi.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akaona dzimwe mhou nomwe dzichikwira mashure madzo, dzichibva murwizi, dzakanga dzakaipa, dzakaonda; dzikamira nedzimwe mhou pamhenderekedzo yorwizi.