Genesis 41:30 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
shure kwaiwayo kucateʋera makore manomŋe enzara; ipapo maguta ose acakaŋganikwa panyika yeEgipita; nzara icapedza nyika;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
asi makore manomwe enzara achaatevera. Ipapo maguta ose omuIjipiti achakanganwikwa, uye nzara ichaparadza nyika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi kuchazouyawo makore manomwe enzara huru zvokuti vanhu vachakanganwa makore ose emaguta nokuti nyika yose yeIjipiti ichaparara nenzara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
shure kwaiwayo kuchatevera makore manomwe enzara; ipapo maguta ose achakanganikwa panyika yeIjipiti; nzara ichapedza nyika;
Shona 2009?
shure kwaiwayo kuchatevera makore mano­mwe enzara; ipapo maguta ose achaka­nganikwa panyika yeIjipiti; nzara ichape­dza nyika;
Shona SUB 2002 Bible
shure kwaiwayo kuchatevera makore manomwe enzara; ipapo maguta ose achakanganikwa panyika yeIjipiti; nzara ichapedza nyika;