Genesis 41:32 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kurota uku kwakapamhidzwa kunaFarao kaʋiri, nokuti iɀoɀo ɀakatarwa naMŋari, ʋuye Mŋari ucakurumidza kuɀiita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kurota uku kwapiwa kuna Faro nenzira mbiri nokuti nyaya iyi yarongwa zvizere naMwari, uye Mwari achazviita nokukurumidza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chiroto chenyu chapamhidzwa ruviri nokuti Mwari ndizvo zvaatoronga. Iye Mwari achakurumidza kuzviita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kurota uku kwakapamhidzwa kuna Farao kaviri, nokuti izvozvo zvakatarwa naMwari, uye Mwari achakurumidza kuzviita.
Shona 2009?
Kurota uku kwakapamhidzwa kuna Farao kaviri, nokuti izvozvo zvakatarwa naMwari, uye Mwari achakurumidza kuzviita.
Shona SUB 2002 Bible
Kurota uku kwakapamhidzwa kuna Farao kaviri, nokuti izvozvo zvakatarwa naMwari, uye Mwari achakurumidza kuzviita.